dcsimg

Hweru ( Shona )

provided by wikipedia emerging_languages
Porc formiguer.JPG

Hweru, gweru, dzimba (Aardvark or antbear in English) imhuka yemusango ine muromo murefu neganda rinenge renguruve inochera zimwena zihombe pasi. Hweru kana kuti Hwiribidi inowanikwa muAfrica chete.

Tsika

Munguva yehondo yerusununguko kune muimbi Tineyi Chikupo akaimba rwiyo rwaikurudzira varwi vehondo yerusununguko rwainzi, Hwiribidi famba nepasi, nyika dzekwedu inyika dzemvura.

Mitauro yeBantu

 src=
Mwena weHweru
license
cc-by-sa-3.0
copyright
Wikipedia vanyori nevagadziri

Hweru: Brief Summary ( Shona )

provided by wikipedia emerging_languages
Porc formiguer.JPG

Hweru, gweru, dzimba (Aardvark or antbear in English) imhuka yemusango ine muromo murefu neganda rinenge renguruve inochera zimwena zihombe pasi. Hweru kana kuti Hwiribidi inowanikwa muAfrica chete.

Gwerekwete kana magwerekwete (Antbear) kureva dikita kana hwiribidi. Dzete (big hole on the ground, normally used by big animals; an antbear hole).
license
cc-by-sa-3.0
copyright
Wikipedia vanyori nevagadziri