Nhoro (Kudu in English and Afrikaans) imhuka iri mumhuri yemhofu inowanikwa muAfrica iine ruvara rwe brown nemitsetse michena inodzika nedumbu kubva kumusana. Nhoro ine muskwe mupfupi mukobvu nenyanga refu dzinomonana. Nyanga idzi dzinosishandidwa kugadzira hwamanda - inonzi hunda nevamwe vatauri.
Nhoro imhuka huru inowanikwa mumasango eZimbabwe.