Manyene, mhungubwe kana hungubwe (Black-backed jackal) imhuka iri mumhuri yembwa inowanikwa musango. manyene anoita musana une mamvanda matema uye dumbu nemakumbo ebrown. Chimuskwe chamanyene chine mamvanda marefu uye manayene ane nzeve ndefu.