dcsimg

Ngwarati ( shona )

fornì da wikipedia emerging_languages
Sable bull.jpg

Ngwarati kana mharapara (sable in English) imuka yemusango iri mumhuri yenhoro. Mhuka iyi ine ruvara rwutema (black) nedumbu jena (white). pachiso chayo ine mutandamhno mutema nemitsetse mitema inobva kumaziso ichienda kumuromo. Muromo wepasi unennge uri muchena. Ngwarati ine nyanga dzakasvonaka dzakakombama dzichidzokera kumashure.

Tsika

  • Zvaiwana ngwarati - kureva kuti uya anombozviti ndini ndinogona zvamuwanawo nhasi.
  • Chikwata cheRubgy cheZimbabwe chinodanwa kunzi "Sables" - iriyo ngwarati.

Mitauro yeBantu

  • VaLozi vanoti kwalata kana likwalata (n. roan or sable antelope) kureva ngwarati.
licensa
cc-by-sa-3.0
drit d'autor
Wikipedia vanyori nevagadziri

Ngwarati: Brief Summary ( shona )