Mungongoma (mahogany tree) muti une hunde dzine hukukutu hwakanyanya unoshandiswa kugadzira nhandarikwa dzenjanji uye kuveza midziyo yemumba inodhura inoyevedza.